ƲaEfeso 6:11 - Shona BIBLE11 Shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, mugone kumira muchirwa namano aDhiabhori. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Shoŋgai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, mugone kumira mucirwa namano aDiaborosi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, mugone kumira muchirwa namano aDhiabhori. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pfekai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumirisana namazano akaipa aDhiabhori Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pfekai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumirisana namazano akaipa aDhiabhori Ver Capítulo |