ƲaEfeso 5:13 - Shona BIBLE13 Asi zvinhu zvose, kana zvarayirwa, zvinoratidzwa, chava chiedza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ɀinhu ɀose, kana ɀarairwa, ɀinoratidzwa neciedza; nokuti ɀose, ɀinoratidzwa, caʋa ciedza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Asi zvinhu zvose, kana zvarayirwa, zvinoratidzwa, chava chiedza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi kana chinhu chose chaburitswa pachena nechiedza chinobva chaonekwa. Zvino, chinhu chinenge chavakuoneka chinobva chava chiedza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi kana chinhu chose chaburitswa pachena nechiedza chinobva chaonekwa. Zvino, chinhu chinenge chavakuoneka chinobva chava chiedza. Ver Capítulo |