La Biblia Online

- Anuncios -

ƲaEfeso 4:11 - Shona BIBLE

11 Zvino akapa vamwe kuti vave vapostori, vamwe vaporofita, vamwe vaparidzi, vamwe vafudzi navadzidzisi;

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino wakapa ʋamŋe kuti ʋaʋe ʋaapostora, ʋamŋe ʋaprofita, ʋamŋe ʋaevaŋgeri, ʋamŋe ʋafudzi naʋadzidzisi;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino akapa vamwe kuti vave vapostori, vamwe vaporofita, vamwe vaparidzi, vamwe vafudzi navadzidzisi;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvipo zvake zvaiva zvokuti vamwe vave vapositori, vamwewo vave vaporofita uye vamwe vave vaparidzi veShoko Rakanaka, vamwe vari vafudzi, vamwe vari vadzidzisi

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Zvipo zvake zvaiva zvokuti vamwe vave vapositori, vamwewo vave vaporofita uye vamwe vave vaparidzi veShoko Rakanaka, vamwe vari vafudzi, vamwe vari vadzidzisi

Ver Capítulo Copiar

ƲaEfeso 4:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios