ƲaEfeso 4:10 - Shona BIBLE10 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro–soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakaɓuruka ndiye wakakwira ʋo kumsoro‐soro kweɗeŋga rose, kuti azadzise ɀose). Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose. Ver Capítulo |