La Biblia Online

- Anuncios -

ƲaEfeso 4:1 - Shona BIBLE

1 Naizvozvo ini musungwa muna Ishe, ndinokumbira zvikuru kuti mufambe zvakafanira kudanwa kwamakadanwa nako,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Naiɀoɀo ini musuŋgwa munaShe, ndinokumbira ɀikuru kuti mufambe ɀakafanira kuɗanwa kwamakaɗanwa nako,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Naizvozvo ini musungwa muna Ishe, ndinokumbira zvikuru kuti mufambe zvakafanira kudanwa kwamakadanwa nako,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Naizvozvo ini musungwa akasungirwa Tenzi ndinokukumbirai kuti mugare upenyu hunowirirana noupenyu hwamakadaidzirwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Naizvozvo ini musungwa akasungirwa Tenzi ndinokukumbirai kuti mugare upenyu hunowirirana noupenyu hwamakadaidzirwa.

Ver Capítulo Copiar

ƲaEfeso 4:1

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios