ƲaEfeso 3:9 - Shona BIBLE9 nokuratidza vose kuti kugoverwa kwakadiniko kwezvakavanzika, zvakanga zvakafukidzwa muna Mwari, akasika zvose, kubva panguva yokutanga; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 nokuratidza ʋose kuti kugoʋerwa kwakaɗiniko kweɀakaʋanzika, ɀakaŋga ɀakafukidzwa munaMŋari, wakasika ɀose, kubva paŋguʋa yokutaŋga; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 nokuratidza vose kuti kugoverwa kwakadiniko kwezvakavanzika, zvakanga zvakafukidzwa muna Mwari, akasika zvose, kubva panguva yokutanga; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose Ver Capítulo |