ƲaEfeso 3:20 - Shona BIBLE20 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino, iye unesimba rokuita ɀikuru kwaɀo ɀinopfuʋura ɀose ɀatinokumbira kana ɀatinofuŋga, nesimba rinoɓata mukati meɗu, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge Ver Capítulo |