ƲaEfeso 2:14 - Shona BIBLE14 Nokuti ndiye rugare rwedu, iye akaita zvinhu zviviri kuti chive chinhu chimwe, akaputsa rusvingo rwapakati rwaiparadzanisa; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ndiye rugare rweɗu, iye wakaita ɀinhu ɀiʋiri kuti ciʋe cinhu cimŋe, akaputsa ruȿiŋgo rwapakati rwaiparadzanisa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti ndiye rugare rwedu, iye akaita zvinhu zviviri kuti chive chinhu chimwe, akaputsa rusvingo rwapakati rwaiparadzanisa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo Ver Capítulo |