ƲaEfeso 1:9 - Shona BIBLE9 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Ver Capítulo |