La Biblia Online

- Anuncios -

ƲaEfeso 1:6 - Shona BIBLE

6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe;

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo.

Ver Capítulo Copiar

ƲaEfeso 1:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios