ƲaEfeso 1:18 - Shona BIBLE18 mavhenekerwa meso omwoyo wenyu, kuti muzive kuti kudana kwake kune tariro yei, nepfuma yokubwinya kwenhaka yake pakati pavatsvene, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mavenekerwa meso omŋoyo wenyu, kuti muziʋe kuti kuɗana kwake kunetariro yei, nefuma yokubginya kwenhaka yake pakati paʋatȿene, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 mavhenekerwa meso omwoyo wenyu, kuti muzive kuti kudana kwake kune tariro yei, nepfuma yokubwinya kwenhaka yake pakati pavatsvene, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 uye kuti mwoyo yenyu ivhenekerwe kuti muzive chitarisiro chaakakudanirai uye upfumi hwenhaka yake inomukurumbira inowanikwa navatsvene Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 uye kuti mwoyo yenyu ivhenekerwe kuti muzive chitarisiro chaakakudanirai uye upfumi hwenhaka yake inomukurumbira inowanikwa navatsvene Ver Capítulo |