Rute 4:5 - Shona BIBLE5 Zvino Bhoazi akati, “Zuva iro raunotenga munda uyo kuna Naomi, unofanira kuutengawo kuna Rute muMoabhu, mukadzi wowakafa, kuti umutse zita rowakafa panhaka yake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Boazi akati: Zuʋa iro raunoteŋga munda uyo kunaNaome, unofanira kuuteŋga ʋo kunaRute muMoabi, mukadzi wowakafa, kuti umutse zita rowakafa panhaka yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Bhoazi akati, “Zuva iro raunotenga munda uyo kuna Naomi, unofanira kuutengawo kuna Rute muMoabhu, mukadzi wowakafa, kuti umutse zita rowakafa panhaka yake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Bhoazi ndokuti, “Musi waunotenga munda iwoyo kuna Naomi ndiwe unenge wotogara nhaka Rute muMoabhu chirikadzi yomufi kuti umutsiridze zita romufi panhaka yake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Bhoazi ndokuti, “Musi waunotenga munda iwoyo kuna Naomi ndiwe unenge wotogara nhaka Rute muMoabhu chirikadzi yomufi kuti umutsiridze zita romufi panhaka yake.” Ver Capítulo |