La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 4:4 - Shona BIBLE

4 ndakati ndichakuudza izvozvo, ndichiti, ‘Chiutenga pamberi pavanhu vagere pano, napamberi pavakuru vavanhu vangu. Kana uchida kuudzikinura, undiudze, chiudzikinura hako, asi kana usingadi kuudzikinura, ndiudze, ndizive, nokuti hakuna ungaudzikinura asi iwe; unokutevera ndini.’ ” Akati, “Ndichaudzikinura ini.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ndakati ndicakuʋudza iɀoɀo, ndiciti: Ciuteŋga pamberi paʋanhu ʋagere pano, napamberi paʋakuru ʋaʋanhu ʋaŋgu. Kana uciɗa kuudzikinura, ndiʋudze, ciudzikinura hako, asi kana usiŋgaɗi kuudzikinura, ndiʋudze, ndiziʋe, nokuti hakuna‐uŋgaudzikinura asi iwe; unokuteʋera ndini. Akati: Ndicaudzikinura ini.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 ndakati ndichakuudza izvozvo, ndichiti, ‘Chiutenga pamberi pavanhu vagere pano, napamberi pavakuru vavanhu vangu. Kana uchida kuudzikinura, undiudze, chiudzikinura hako, asi kana usingadi kuudzikinura, ndiudze, ndizive, nokuti hakuna ungaudzikinura asi iwe; unokutevera ndini.’ ” Akati, “Ndichaudzikinura ini.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Zvino ndati ndikurume nzeve nezvawo, saka ndinoti dai wautenga dare richizviona, vakuru vakuru vedu varipo. Kana uchida kuununura, ununure zvako, asi kana usingadi nditaurirewo ndizive nokuti hakuna mumwe ane mvumo yokuununura kusiya iwe neni. Iwe ndiwe wokutanga, ini ndiri wechipiri.” Iye uya ndokuti, “Ndinoda kuununura.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Rute 4:4

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios