Rute 4:16 - Shona BIBLE16 Zvino Naomi akatora mwana, akamuradzika pamakumbo ake, akava mureri wake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Naome akatora mŋana, akamufuŋgatira pacifuʋa cake, akaʋa mureri wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Naomi akatora mwana, akamufungatira pachipfuva chake, akava mureri wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. Ver Capítulo |