Rute 4:12 - Shona BIBLE12 imba yako ive seimba yaPerezi, wakaberekerwa Judha naTamari, navana vauchapiwa naJehovha kumukadzi uyu uchiri muduku.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 imba yako iʋe seimba yaPerezi, wakaɓerekerwa Juda naTamari, naʋana ʋaucapiwa naJehova kumukadzi uyu uciri muɗuku. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 imba yako ive seimba yaPerezi, wakaberekerwa Judha naTamari, navana vauchapiwa naJehovha kumukadzi uyu uchiri muduku.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Dai vana vomukadzi uyu achiri muduku kudai vamuchapiwa naTenzi vangoita waro sezvakangoita mhuri yaPerezi akaberekwa naTamari mumba maJudha.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Dai vana vomukadzi uyu achiri muduku kudai vamuchapiwa naTenzi vangoita waro sezvakangoita mhuri yaPerezi akaberekwa naTamari mumba maJudha.” Ver Capítulo |