La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 4:10 - Shona BIBLE

10 Ndatengawo Rute muMoabhu, mukadzi waMaroni, kuti ave mukadzi wangu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kurova pakati pehama dzake napasuwo renzvimbo yake; imi muri zvapupu nhasi.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ndateŋga ʋo Rute muMoabi, mukadzi waMaroni, kuti aʋe mukadzi waŋgu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kuroʋa pakati pehama dzake napasuʋo renɀimbo yake; imi muri ɀapupu nhasi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ndatengawo Rute muMoabhu, mukadzi waMaroni, kuti ave mukadzi wangu, kuti ndimutse zita rowakafa panhaka yake, zita rowakafa rirege kurova pakati pehama dzake napasuo renzvimbo yake; imi muri zvapupu nhasi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Kunyangewo chirikadzi iya yakasiyiwa naMahironi, Rute muMoabhu, ndini ndatovawo wokugara nhaka nokudaro zita romufi richaramba richidaidzwa panhaka yaakasiya kuti zita rake rirege kurova mumhuri yake kana muguta rake. Ndimi zvapupu zvacho iye nhasi uno.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Rute 4:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios