Rute 4:1 - Shona BIBLE1 Zvino Bhoazi wakakwira kusuwo, akagara pasi; hama yomumba yakanga yarehwa naBhoazi, ndokupfuura napo; akati kwaari, “Nhaiwe, tsaukira kuno, ugare pasi.” Iye akatsauka, akagara pasi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Boazi wakakwira kusuʋo, akagara pasi’po; hama yomumba yakaŋga yarebga naBoazi, ndokupfuʋura napo; akati kwaari: Nhai’we, tsaukira ʋuno, ugare pasi. Iye akatsauka, akagara pasi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Bhoazi wakakwira kusuo, akagara pasi; hama yomumba yakanga yarehwa naBhoazi, ndokupfuura napo; akati kwaari, “Nhaiwe, tsaukira kuno, ugare pasi.” Iye akatsauka, akagara pasi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Bhoazi akaenda kusuo guru reguta akasvikogara zvake pasi. Sezvineiwo hama yepedyo muridzi wenhaka uya akambotaurwa naBhoazi ndiye vhu achipfuura zvake nepo. Bhoazi akamuti, “Chimbotsaukira nepano apa, umbogara apa.” Murume uyu akatsaukirapo ndokugara pasi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Bhoazi akaenda kusuo guru reguta akasvikogara zvake pasi. Sezvineiwo hama yepedyo muridzi wenhaka uya akambotaurwa naBhoazi ndiye vhu achipfuura zvake nepo. Bhoazi akamuti, “Chimbotsaukira nepano apa, umbogara apa.” Murume uyu akatsaukirapo ndokugara pasi. Ver Capítulo |