La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 3:17 - Shona BIBLE

17 Akati, “Iye wandipa zviyero izvi zvitanhatu zvebhari, nokuti wakati, ‘Usaenda kuna vamwene vako usina chinhu.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akati: Iye wandipa ɀiyero iɀi ɀitanhatu ɀebari, nokuti wakati: Usaenda kuʋamŋene ʋako usinecinhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akati, “Iye wandipa zviyero izvi zvitanhatu zvebhari, nokuti wakati, ‘Usaenda kuna vamwene vako usina chinhu.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 achiti, “Andipa bhari inotokwana makirogiramu anenge makumi maviri achiti, ‘Haungadzokere kuna vamwene vako usina chawakabata mumaoko.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 achiti, “Andipa bhari inotokwana makirogiramu anenge makumi maviri achiti, ‘Haungadzokere kuna vamwene vako usina chawakabata mumaoko.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Rute 3:17

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios