Rute 3:14 - Shona BIBLE14 Iye akavata patsoka dzake kusvikira mangwanani, akamuka vanhu vachigere kunatsoona. Nokuti wakati, “Ngazvirege kuzikanwa, kuti mukadzi wakauya paburiro.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Iye akaʋata patsoka dzake kuȿikira maŋgwanani, akamuka ʋanhu ʋacigere kunatso‐ʋona. Nokuti wakati: Ŋgaɀirege kuzikanwa, kuti mukadzi wakaʋuya paɓuriro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Iye akavata patsoka dzake kusvikira mangwanani, akamuka vanhu vachigere kunatsoona. Nokuti wakati, “Ngazvirege kuzikanwa, kuti mukadzi wakauya paburiro.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saka iye akarara zvake kumakumbo kwake kusvikira mangwanani. Asi akamuka nguva yokuti hawainyatsoziva kuti munhu wauri kuona ndiani nokuti Bhoazi akanga asingade kuti zvizikanwe kuti pane mukadzi akasvika paburiro usiku. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Saka iye akarara zvake kumakumbo kwake kusvikira mangwanani. Asi akamuka nguva yokuti hawainyatsoziva kuti munhu wauri kuona ndiani nokuti Bhoazi akanga asingade kuti zvizikanwe kuti pane mukadzi akasvika paburiro usiku. Ver Capítulo |