La Biblia Online

- Anuncios -




Rute 2:3 - Shona BIBLE

3 Iye akaenda, akandounganidza pamunda achitevera vacheki; akava neropa rakanaka kuti wakasvika pamunda waBhoazi wemba yaErimereki.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Iye akaenda, akandoʋuŋganidza pamunda aciteʋera ʋaceki; akaʋa neropa rakanaka kuti wakaȿika pamunda waBoazi weimba yaErimereki.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Iye akaenda, akandounganidza pamunda achitevera vacheki; akava neropa rakanaka kuti wakasvika pamunda waBhoazi weimba yaErimereki.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akasimuka akabva aenda kune mumwe munda akandofuhwa achitevera vakohwi. Zvakangoitikawo kuti munda iwoyo wakanga uri waBhoazi aiva wemhuri imwechete naErimereki.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Akasimuka akabva aenda kune mumwe munda akandofuhwa achitevera vakohwi. Zvakangoitikawo kuti munda iwoyo wakanga uri waBhoazi aiva wemhuri imwechete naErimereki.

Ver Capítulo Copiar




Rute 2:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios