La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 2:2 - Shona BIBLE

2 Rute muMoabhu akati kuna Naomi, “Nditenderei ndiende kumunda, ndindounganidza hura dzezviyo shure kwaiye unondinzwira nyasha.” Akati kwaari, “Enda hako, mwana wangu.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Rute muMoabi akati kunaNaome: Nditenderei ndiende kumunda, ndindoʋuŋganidza hura dzeɀiyo shure kwaiye unondinzwira nyasha. Akati kwaari: Enda hako, mŋana waŋgu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Rute muMoabhu akati kuna Naomi, “Nditenderei ndiende kumunda, ndindounganidza hura dzezviyo shure kwaiye unondinzwira nyasha.” Akati kwaari, “Enda hako, mwana wangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvino Rute muMoabhu uyu akati kuna Naomi, “Regai ndiende zvangu kundofuhwa mbesanwa mumunda womunhu anenge andinzwirawo tsitsi.” Naomi akati, “Enda zvako mwanangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvino Rute muMoabhu uyu akati kuna Naomi, “Regai ndiende zvangu kundofuhwa mbesanwa mumunda womunhu anenge andinzwirawo tsitsi.” Naomi akati, “Enda zvako mwanangu.”

Ver Capítulo Copiar

Rute 2:2

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios