Rute 2:1 - Shona BIBLE1 Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Naome wakaŋga anehama yomurume wake, murume wakaŋga anesimba nefuma, weimba yaErimereki, wainzi Boazi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Naomi wakanga ane hama yomurume wake, murume wakanga ane simba nepfuma, weimba yaErimereki, wainzi Bhoazi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naomi uyu aiva nehama yomurume wake Erimereki yomumba, yainzi Bhoazi yaiva shoroma chaiyo yomurume. Ver Capítulo |