Rute 1:8 - Shona BIBLE8 Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Naome akati kuʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri: Endai, dzokerai mumŋe nomumŋe kumba kwamai ʋake; Jehova ŋgaakuitirei ɀakanaka, seɀamakaitira ʋakafa neni ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Naomi akati kuvakadzi vavana vake vaviri, “Endai, dzokerai mumwe nomumwe kumba kwamai vake; Jehovha ngaakuitirei zvakanaka, sezvamakaitira vakafa neniwo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi Naomi akataurira varoora vake vaviri vaya achiti, “Zvino imi mochitodzokera zvenyu kumusha kwanaamai venyu. Tenzi ngaakuratidzei kutendeseka mwoyochena wake sezvamakaitira vakatisiya nezvamakaitawo kwandiri. Ver Capítulo |