La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 1:7 - Shona BIBLE

7 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akabva kwaakaŋga ari naʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri, ʋakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJuda.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Rute 1:7

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios