La Biblia Online

- Anuncios -




Rute 1:22 - Shona BIBLE

22 Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBhetirehemu vanhu votanga kukohwa bhari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naiɀoɀo Naome akadzoka naRute muMoabi, mukadzi womŋana wake, ʋacibva kunyika yaMoabi; ʋakaȿika paBeti‐rehemi ʋanhu ʋotaŋga kukohwa bari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBheterehemu vanhu votanga kukohwa bhari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.

Ver Capítulo Copiar




Rute 1:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios