La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 1:12 - Shona BIBLE

12 Dzokai, vana vangu, endai henyu, nokuti ini ndachembera, handingawanikwi nomurumezve. Kunyangwe ndikati; ndichine tariro kuti ndingabereka vanakomana, kana ndaiva nomurume usiku hwuno,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Dzokai, ʋana ʋaŋgu, endai henyu, nokuti ini ndacembera, handiŋgawanikwi nomurume ɀe. Kunyaŋge ndikati: Ndicinetariro kuti ndiŋgaɓereka ʋanakomana, kana ndaiʋa nomurume ʋusiku bguno,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Dzokai, vana vangu, endai henyu, nokuti ini ndachembera, handingawanikwi nomurumezve. Kunyangwe ndikati; ndichine tariro kuti ndingabereka vanakomana, kana ndaiva nomurume usiku hwuno,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Dzokerai vanangu muende zvenyu nokuti ikoku uku kutochembera kwandaita, hazvichaiti kuti ndiroorwe zvakare. Kunyange dai ndanga ndichine chitarisiro chembereko uye kunyange ndikava nomurume usiku hwanhasi ndikabereka vana vakomana,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Dzokerai vanangu muende zvenyu nokuti ikoku uku kutochembera kwandaita, hazvichaiti kuti ndiroorwe zvakare. Kunyange dai ndanga ndichine chitarisiro chembereko uye kunyange ndikava nomurume usiku hwanhasi ndikabereka vana vakomana,

Ver Capítulo Copiar

Rute 1:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios