Ruka 24:5 - Shona BIBLE5 zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ɀino nokutya kwaʋo ʋakakotamira pasi neɀiso ɀaʋo, iʋo ʋakati kwaʋari: Munotȿakireiko mupenyu pakati paʋakafa? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvavakanga vavakutya zvikuru vakamira vakatsikitsira uso pasi. Varume vaya vakati kwavari, “Munotsvakireiko vapenyu mukati mavakafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvavakanga vavakutya zvikuru vakamira vakatsikitsira uso pasi. Varume vaya vakati kwavari, “Munotsvakireiko vapenyu mukati mavakafa. Ver Capítulo |