Ruka 24:37 - Shona BIBLE37 Asi vakavhunduka, vakatya kwazvo, vakati zvimwe vaona mweya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi ʋakavunduka, ʋakatya kwaɀo, ʋakati ɀimŋe ʋaʋona mŋeya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Asi vakavhunduka, vakatya kwazvo, vakati zvimwe vaona mweya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakavhunduka vakatya vachifunga kuti vari kuona dzangaradzimu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakavhunduka vakatya vachifunga kuti vari kuona dzangaradzimu. Ver Capítulo |