Ruka 24:35 - Shona BIBLE35 Vakarondedzera zvakaitika munzira, uye kuti akazikanwa navo sei pakumedura chingwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋakarondedzera ɀakaitika munzira, ʋuye kuti wakazikanwa naʋo sei pakumeɗura ciŋgwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Vakarondedzera zvakaitika munzira, uye kuti akazikanwa navo sei pakumedura chingwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ivowo vakavataurira zvakanga zvaitika panzira uye kuti vakamuziva sei pakumedura chingwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ivowo vakavataurira zvakanga zvaitika panzira uye kuti vakamuziva sei pakumedura chingwa. Ver Capítulo |