Ruka 24:33 - Shona BIBLE33 Vakasimuka nenguva iyo, vakadzokera Jerusaremu, vakawana vane gumi nomumwe navaiva navo vakaungana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakasimuka neŋguʋa iyo, ʋakadzokera Jerusarema, ʋakawana ʋanegumi nomumŋe naʋaiʋa naʋo ʋakaʋuŋgana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Vakasimuka nenguva iyo, vakadzokera Jerusaremu, vakawana vane gumi nomumwe navaiva navo vakaungana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo, Ver Capítulo |