Ruka 24:29 - Shona BIBLE29 Vakamugombedzera, vachiti, “Garai nesu, nokuti ava madekwana, zuva ravira.” Ipapo akapinda kundogara navo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋakamugombedzera, ʋaciti: Garai nesu, nokuti aʋa maɗekwana, zuʋa raʋira. Ipapo akapinda kundogara naʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Vakamugombedzera, vachiti, “Garai nesu, nokuti ava madekwana, zuva ravira.” Ipapo akapinda kundogara navo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo. Ver Capítulo |