Ruka 24:25 - Shona BIBLE25 Zvino iye akati kwavari, “Imi vokusafunga, mune mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaporofita! Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino iye akati kwaʋari: Imi ʋokusafuŋga, munemŋoyo inononoka kutenda ɀose ɀakarebga naʋaprofita! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Zvino iye akati kwavari, “Imi vokusafunga, mune mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaporofita! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita. Ver Capítulo |