Ruka 24:24 - Shona BIBLE24 “Zvino vamwe vaiva nesu, vakaenda kuhwiro, vakandozviwana sezvavakareva vakadzi; asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋamŋe ʋaiʋa nesu, ʋakaenda kubgiro, ʋakandoɀiwana seɀaʋakareʋa ʋakadzi; asi iye haʋana‐kumuʋona. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 “Zvino vamwe vaiva nesu, vakaenda kubwiro, vakandozviwana sezvavakareva vakadzi; asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vamwe vedu vatangatinavo vaendawo kuguva, vakaona zvinhu zvakaita sokutaura kwanga kwaitwa namadzimai, asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vamwe vedu vatangatinavo vaendawo kuguva, vakaona zvinhu zvakaita sokutaura kwanga kwaitwa namadzimai, asi iye havana kumuona.” Ver Capítulo |