Ruka 24:23 - Shona BIBLE23 nokuti vakati vachishayiwa chitunha chake, vakauya vachiti, vaona chiratidzo chavatumwa vaiti mupenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 nokuti ʋakati ʋacishaiwa muʋiri wake, ʋakaʋuya ʋaciti, ʋaʋona ciratidzo caʋatumŋa ʋaiti mupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 nokuti vakati vachishayiwa chitunha chake, vakauya vachiti, vaona chiratidzo chavatumwa vaiti mupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vakashaya chitunha chake. Vadzoka vavakuti vaona chiratidzo chavatumwa vari kuti mupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 vakashaya chitunha chake. Vadzoka vavakuti vaona chiratidzo chavatumwa vari kuti mupenyu. Ver Capítulo |