Ruka 24:22 - Shona BIBLE22 “Uyezve, vamwe vakadzi vokwedu, vakanga vafumira kuhwiro, vakatishamisa; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋuye ɀe, ʋamŋe ʋakadzi ʋokweɗu, ʋakaŋga ʋafumira kubgiro, ʋakatishamisa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 “Uyezve, vamwe vakadzi vokwedu, vakanga vafumira kubwiro, vakatishamisa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chimwezve ndechokuti mamwe madzimai echikwata chedu vatikangaidza. Vaenda kuguva mangwananingwanani Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chimwezve ndechokuti mamwe madzimai echikwata chedu vatikangaidza. Vaenda kuguva mangwananingwanani Ver Capítulo |