La Biblia Online

- Anuncios -

Ruka 24:18 - Shona BIBLE

18 Mumwe wavo, wainzi Kiropasi, akapindura, akati kwaari, “Ko ndiwe woga ugere muJerusaremu somutorwa, asingazivi zvakaitwamo mazuva ano here?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Mumŋe waʋo, wainzi Kreopasi, akapindura, akati kwaari: Ko ndiwe woga ugere muJerusarema somutorwa, usiŋgaziʋi ɀakaitwa’mo mazuʋa ano here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Mumwe wavo, wainzi Kiropasi, akapindura, akati kwaari, “Ko ndiwe woga ugere muJerusaremu somutorwa, asingazivi zvakaitwamo mazuva ano here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mumwe wavo ainzi Kiropasi akamupindura achiti, “Ndiwe woga here muenzi wemuJerusaremu, asingazivi zvinhu izvi zvakaitikamo mazuva ano aya?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mumwe wavo ainzi Kiropasi akamupindura achiti, “Ndiwe woga here muenzi wemuJerusaremu, asingazivi zvinhu izvi zvakaitikamo mazuva ano aya?”

Ver Capítulo Copiar

Ruka 24:18

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios