Ruka 24:17 - Shona BIBLE17 Akati kwavari, “Mashoko amunotaurirana pamusoro pawo muchifamba, ndeeiko?” Vakamira vane shungu pamwoyo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akati kwaʋari: Mashoko amunotaurirana pamsoro pawo mucifamba, ndeeiko? Ʋakamira ʋaneshuŋgu pamŋoyo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Akati kwavari, “Mashoko amunotaurirana pamusoro pawo muchifamba, ndeeiko?” Vakamira vane shungu pamwoyo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu akati kwavari, “Ko chii chamuri kutaurirana muchifamba kudai?” Vakamira kuti mbikiti vakati surududu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu akati kwavari, “Ko chii chamuri kutaurirana muchifamba kudai?” Vakamira kuti mbikiti vakati surududu. Ver Capítulo |