La Biblia Online

- Anuncios -




Ruka 1:80 - Shona BIBLE

80 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuVaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

80 Mŋana akakura, akasimba mumŋeya, akagara mumarenje, kuȿikira zuʋa rokuratidzwa kwake kuʋaIsraeri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

80 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuvaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar




Ruka 1:80

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios