Ruka 1:7 - Shona BIBLE7 Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaŋga ʋasinomŋana, nokuti Erisabete wakaŋga asiŋgaɓereki, ʋuye ʋakaŋga ʋacembera ʋose ʋari ʋaʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Ver Capítulo |