Ruka 1:61 - Shona BIBLE61 Vakati kwaari, “Hakuna munhu kuhama dzenyu akatumidzwa zita iro.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Ʋakati kwaari: Hakunomunhu kuhama dzenyu wakatumidzwa zita iro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200261 Vakati kwaari, “Hakuna munhu kuhama dzenyu akatumidzwa zita iro.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.” Ver Capítulo |