Ruka 1:44 - Shona BIBLE44 Nokuti, tarira, izwi rokukwazisa kwako rakati richisvika munzeve dzangu, mwana akakwakuka nomufaro mudumbu rangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Nokuti, tarira, inzwi rokukwazisa kwako rakati riciȿika munzeʋe dzaŋgu, mŋana akakwakuka nomufaro muɗumbu raŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200244 Nokuti, tarira, izwi rokukwazisa kwako rakati richisvika munzeve dzangu, mwana akakwakuka nomufaro mudumbu rangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu. Ver Capítulo |