Ruka 1:12 - Shona BIBLE12 Zekariya akatambudzika achimuona; kutya kukamuwira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Zakaria akamanikidzwa acimuʋona; kutya kukamuwira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Zekariya akatambudzika achimuona; kutya kukamuwira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Ver Capítulo |