Obadia 1:19 - Shona BIBLE19 Vokurutivi rwezasi vachatora gomo raEsau, vokumapani vachatora nyika yavaFirisitia; vachatora nyika yaEfuremu nenyika yeSamaria; Bhenjamini vachatora nyika yeGiriadhi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋokurutiʋi rwezasi ʋacatora gomo raEsau, ʋokumapani ʋacatora nyika yaʋaFiristia; ʋacatora nyika yaEfraimi nenyika yeSamaria; Benjamini ʋacatora nyika yeGireadi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Vokurutivi rwezasi vachatora gomo raEsau, vokumapani vachatora nyika yavaFirisitia; vachatora nyika yaEfuremu nenyika yeSamaria; Benjamini vachatora nyika yeGireadhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Vanhu vokuNegevhu vachatora Gomo rokwaEsau kuriita ravo vanhuwo vokumanhika kuShefera vachitorawo nyika yavaFirisitia kuita yavo. Nyikawo yokwaEfuremu nenyikawo yeSamaria vachadzitora kuva mumaoko mavo uyewo vokwaBhenjamini vagotora havo dunhu rokwaGireadhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Vanhu vokuNegevhu vachatora Gomo rokwaEsau kuriita ravo vanhuwo vokumanhika kuShefera vachitorawo nyika yavaFirisitia kuita yavo. Nyikawo yokwaEfuremu nenyikawo yeSamaria vachadzitora kuva mumaoko mavo uyewo vokwaBhenjamini vagotora havo dunhu rokwaGireadhi. Ver Capítulo |