Obadia 1:1 - Shona BIBLE1 Zvakaonekwa naObhadhiya. Zvanzi naIshe Jehovha pamusoro paEdhomu, “Takanzwa mashoko akabva kuna Jehovha, nhume yatumwa pakati pamarudzi ichiti, ‘Simukai, ngativamukire kuzorwa navo.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀakaʋonekwa naObadia. Ɀanzi naShe Jehova pamsoro paEdomi: Takanzwa mashoko akabva kunaJehova, nhume yatumŋa pakati pamarudzi, iciti: Simukai, ŋgatiʋamukire kuzorwa naʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvakaonekwa naObhadhiya. Zvanzi naIshe Jehovha pamusoro paEdhomu, “Takanzwa mashoko akabva kuna Jehovha, nhume yatumwa pakati pamarudzi ichiti, ‘Simukai, ngativamukire kuzorwa navo.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvakaoneswa Obhadhiya. Zvanzi naTENZI Mwari nezveEdhomu takanzwa shoko richibva kuna TENZI uye nhumwa iri kutumwa mukati memarudzi ichiti, “Simukai, ngatimumukirei timurwise.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvakaoneswa Obhadhiya. Zvanzi naTENZI Mwari nezveEdhomu takanzwa shoko richibva kuna TENZI uye nhumwa iri kutumwa mukati memarudzi ichiti, “Simukai, ngatimumukirei timurwise.” Ver Capítulo |