Numeri 4:48 - Shona BIBLE48 vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari vakaȿika ɀuru ɀisere namazana mashanu namakumi masere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. Ver Capítulo |