Numeri 1:25 - Shona BIBLE25 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaGadhi, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaGadi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaGadhi, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. Ver Capítulo |