La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 5:17 - Shona BIBLE

17 “Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyangwe asina kuziva, ane mhosva, uchatakura kutadza kwake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana munhu akatadza, akaita cinhu cimŋe ceɀinhu ɀakaŋga ɀarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa; kunyaŋge asina‐kuziʋa, unemhoȿa, mhaka unayo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyange asina kuziva, une mhosva, mhaka unayo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake,

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 5:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios