Mupiro 5:1 - Shona BIBLE1 “Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kana munhu akatadza, ari capupu akapikirwa kupupura cinhu caakaʋona, kana caanoziʋa, akasaɗudza, ucaʋa nemhoȿa yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 “Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva. Ver Capítulo |