Mupiro 4:27 - Shona BIBLE27 “Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana mumŋe waʋanhu ɀaʋo akatadza akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 “Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi, Ver Capítulo |