Mupiro 4:13 - Shona BIBLE13 “Kana ungano yose yaIsiraeri ikatadza nokusaziva chinhu ichocho chikasazikanwa neungano, kana vakaita chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, vakapara mhaka; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ʋuŋgano yose yaIsraeri ikatadza, cinhu ico cikasazikanwa neʋuŋgano, kana ʋakaita cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, ʋakapara mhaka; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 “Kana ungano yose yaIsiraeri ikatadza, chinhu icho chikasazikanwa neungano, kana vakaita chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, vakapara mhaka; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Kana riri gungano rose ravaIsiraeri rinenge ratadzira Tenzi mukusaziva asi zviri zvakavandika kumaziso egungano vapara mhosva yokuita chimwe chezvakarambidzwa naTenzi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Kana riri gungano rose ravaIsiraeri rinenge ratadzira Tenzi mukusaziva asi zviri zvakavandika kumaziso egungano vapara mhosva yokuita chimwe chezvakarambidzwa naTenzi, Ver Capítulo |